Kufa Kwa Never Gasho, Kumuka Kwe Ngozi Yake, Ne Mhondoro Yake Munyika YeZimbabwe
Musi we Savata, musi wa 13 November 2021, mwedzi wa MBUDZI, mwedzi unoyera munyika yepakati, kanyika kadiki diki, kanyika kanoera, kanyika kaye, kepakare paye, kanyika kendarama yakavaka JERUSALEMA, kanyika kaye kanonzi OPHIR , yowe, pakaitika chiitiko chinoshura chisati chaonekwa pasi ...









