Ramba Kufa Marry, Ramba Kuita November Sacrifice Kunge Ginimbi: Chigaro CheZimbabwe Ndakupa

Kuna Marry

Ndini ndaive mucritic wako mukuru, asi wakanyora yako tsamba paTwitter kunemadzimai ose emu UNIVERSE, nekuti madzimai enyika yepakati akurasa. Murume wangu muporofita akandiudza kuti mira, mira iwe, nyangwe dai aida kuuraya murume, iwe semurume haudai kumunhukadzi, mai vevana vako.

Marry, handisi kunyora tsamba iyi saMary, ndirikunyora semwanasikana we MHONDORO. Wakanyora not long ago kuti WHERE IS GOD WHEN YOU NEED HIM? Ndakaku tsiura, ndikakutuka, asi nhasi ndauya neshoko guru kubva mhiri uko. Ndinoziva kuti tsamba dzangu dzese waiverenga hako Marry, ini chese chanyorwa muMetaverse chezita rangu ndinoverengawo futi. Saka ndinoziva ino tsamba uchaverenga chete, kana uchiri mupenyu.

Marry unofanira kunditeerera, ukaramba kunditeerera warikukuuraya, mwedzi uno wa MBUDZI vanotoora ropa rakawanda, ivo vagere pazvigaro, vanotoda ropa, ndosaka vakatora hanzvadzi yako Ginimbi gore rapfura iro iyo nguva ino. Ukangobwaira Marry, vakukutora. Ramba kufa ndapota, wafamba rwendo iri mumoto kwemakore, usanete nekuti wava kusvika. Ukafa chete mwedzi uno, urikuiswa pasi pe Zambezi.

Marry, ndati nditeerere, ndiri mwana weMhondoro ini, mwana washe, usarambe kuteerera. Usamwe mapiritsi avachakupa, madhokotera acho iwayo avachaunza, ramba kunwa muchetura wavachakupa, tora mapiritsi, ngwara senyoka, asi usamanwe.

Ramba kufa sezvavakaita hanzvadzi yako.

Marry, rufu rwehanzvadzi yako Ginimbi ndakaruona, ndokanyora, Africa yese ikaverenga, vakati ndiri Muporofita sikana, saka iwe chiteerera.

Saka iwe, teerera Marry, handiti wadaidza madzimai emu Universe, ini ndomandinotambira hangu, muspiritual realm chaimo, ndichiona hangu, baba vangu vachindiratidza zvishamiso nezviitiko.

Usavhundutswe nezvikadzi zve Zimbabwe, zvakawanda zvima hypocrites. Zvivi zvavo zvinopfura zvako Marry, dai taiona zvavo ka, iwe uri mutsvene hako. Nyangwe dai waida kuuraya ivo Generari vacho, wakatadza pakusavauraya, nekuti ivo zvavo zvivi zvakapfura zvako.

Saka usavhunduke hako iwe Marry, zvikadzi zveZimbabwe zvakawanda zvimahure. Mumwechete mukadzi pane vaviri vese ve Zimbabwe anochengetesa murume mwana asiri wake. Rega ndinyore naicho chengarava. One in two Zimbabwean women deceive men by making them keep children who are not theirs. zvinovanetsa vakadzi ve Zimbabwe kungorarwa ne one man at a time, vanoda two two. Ndizvo zvavaka vharisa Tinashe Mugabe izvozvo, ivo vakuru, nekuti nyika iyi ndeye ma abominations nemashura ega ega. Hapana nyika pasi pano, ine varume varikuchengeta vana vasiri vavo se Zimbabwe. Wati Wikineri aipenga here kuita DNA? Murume wese we Zimbabwe akanzi aite DNA test pamwana wese anonzi ndewake nyika inoitwa shut down. Kuita reverse polygamy, mukadzi wese two two varume. Zvichireva kuti pasi rose, hapana mukadzi anohura semu Zimbabwean. Saka iwe usabvume kujajiwa nekusekwa, nekutukwa nemahure. Vangu baba vakachengeteswa vana vatatu vasiri vavo, ndini ndega mumba mamai vangu ndaive mwana wababa vangu. Ndozvikadzi zvirikukuseka Marry, zvima hypocrites.

Usavhundutswe nemahure anenge ana Linda Masarira, arikutodawo kurara kana toti kurarwa nemurume wako, zihure repolitics dzemuZimbabwe. Hure raka sacrifaiza vana varo. Kugara mujeri mahara, hanzi ndionei ndasungwa, vana vachishungurudzika, chaakasungirwa hapana, hanti Mugabe wacho iwe ndiwe wakamubvisa. Saka chii chakagarira mujeri? Iyesvino akuita kunge mombe yemashanga epolitics, mupengo we politics, nekuti aive fake, zvima followers zvake ndezvepa metaverse chete. Iye zvino vana vake vava mapenzi, chaakagarira mujeri Linda hapana, zimukadzi rakavenga vana varo. Ndorouya kuzotuka iwe Marry, zi Linda Masarira, iwe wakadonedza Mugabe. Une Simba mhani zvima marine spirits izvi is not even in your league.

Hure iri charakasungirwa hapana. Kuponda vana varo rega nedemo nekuda kunzi ndiri politician.

Hure iri rinonzi Linda ririkutotsvagawo kudiwa na Genarari, pamwe dai ranga riri tsvarakadenga sewe pamwe zvaiitika.

Wabvunza kuti wakadzi ve Universe varipi. Ndauya Marry, ndauya kuzokuona, Marry aramba kufa. Ndauya sa sisi vako, from another mother ka. Ramba mushonga dzavo dzepfungwa ndapota, muchetura kani. Iye GARWE naicho chishamwari chake chimurume chako chipoko vari kuda kukuita NOVEMBER SACRIFICE sa GINIMBI. Hazvigute ropa zvinhu izvi.

Ndauya kuzokuona Marry, ndiri sazita wako, ramba kufa.

Usatombovhundutswa nezvivakadzi zvemupolitics, zvima failures zvinenge ana Fadzayi Mahere, zvima traitors izvo, zvima marine spirits, ndosaka nhasi vakusiya wega uchitsva mumoto mauri umo.

Zvivakadzi zveZimbabwe zvakusiya wega uchitsva.

Ana Fadzayi, vakagarwa nemamhepo ekusarorwa, ngomwa dzisingazvare idzo, dzichingopesuka dzichiwanda nepolitics, dzichikwirwa nemadhara makuru aye, pasina kana chirikuburwa. Zvima followers ndezvepa Metaverse chete, kana imo muguta maanogara Fadzayi atakadza kuunganidza chaunga kuti chimugadze pachigaro chekanzuru chaicho. Pachirungu tinoti she’s pathetic. Kokuzoti kuda kusungwa kani, hanzi ndiite martyr. Unotoshaya kuti kupenga, chiiko?

Iko kuda kwaanoita jeri, hanzi ndionei kani. Pathetic.

Asi unoona vakadzi vachikutuka kuti hanzi wakatambirei kuti ndioneiwo kani. At least waitambira zvawakashandira. Handiti ndiwe wakaudza Genarari kuti usatye murume wangu, tingatongwe na Gire shuwa, aiwa, donhedza Mugabe. Mugabe akadonha. Saka wakatambira zviripo, ndiwe wega vaifanira kutamba pakadonha Mugabe. Nekuti yaiva hondo yako yawaka hwina. Zvima hypocrites zvemu Zimbabwe, izvo zvaisatamba here pakadonha Mugabe. Vamwe kutochema pa BBC kani. Zvana Linda Masarira nana Fadzai Mahere kumhanya ku Western media hanzi tionei, Mugabe adonha.

Nhasi voti iwe wakatambirei? Ah zvima hypocrites. Ndosaka Daddy vangu vaituka ma Zimbabweans kuti imbwa dzevanhu.

At least iwe waitambira zviripo.

Rega vakurase, iwe muka Marry, muka uone zvakuda kuitika muZimbabwe. Ramba kuita chipoko. Tamba Marry. Tamba mwanasikana, nekuti uri history maker iwe. Wakaramba kuti Grace aita First Zimbabwean Female President. Tamba hako Marry. Wairwa dzemweya iwe, mafuza aya haana chaanoziva. Tamba Marry tamba.

Second Lady Of Dzimbadzemabwe

Behold Second Lady in Waiting of Dzimba Dzemabwe.

Wakataura wani, vakaseka. Zvituta zvemu Zimbabwe, zvinonyepa kuti zvakafunda. Mafuza vasingaone mumweya. Iwe Marry, ini mwanasikana we Mhondoro Guru, FIRST LADY OF ZIMBABWE by birthright. Nyika ndeyangu shamwari, ndine SIMBA ini, nyika ndinoiziva in and out, kunge palm of my hands. Ndinobuda mumba mangu kuno ku England, kuenda Zimbabwe husiku, ne portal yandinoziva ndega, door rangu, kana ndada hangu. Nyika ndeyangu kani, ndinoita pada nayo. Ndini Mwana akagarwa nesvikiro redzimba dzemabwe, rega nditaure newe, sister to sister, woman to woman, ngatitaure nendimi, pisa machira aya, pisa iwe, enda kumvura iwe, tora mvura isa mubhodhoro, taura zita re GARWE, chant, ita marituals aya atinoita mumweya, pisa Marry vapise iwe, tora hwema uya, uri kuzasi kwegomo. Wariziva ka gomo, tora 3 mashizha, ndiwo auchabatidza nawo moto. Enda pa 267 Valley Road Karoi, asi mumweya ka, vakakuvharira, saka hapana trace ka, vanogoti chii, asi iwe rova hakata dzako, ita chant iya uri muchitokisi, mweya wako unoenda, bhururuka mumweya kani, batidza moto iwe. Just for one night, chinja uite chipoko chiya chataiimba tiri vana, Marry amuka chipoko. Usatye.

Daddy vangu unovawana vakakumirira pa address iyoyo, GARWE richaridza mhere, robva rati DHI pasi, mira uone kani. Ramba kufa iwe. Izvi zvakazarurwa, aiwa, zvakavandika, tsamba iyi varikuverenga asi hapana chirikunzwisiswa iwe, zvima pofu. Zvima stupeti. Asi ndanyora zviri mudare, mudare remhondoro guru. Ini Daddy vangu vakati tora mukombe mwanangu Jean, dare rakusarudza, asi ndakaramba, nekuti nyika ndakasiya, ndave weku Ghana, kwemurume wangu anokwira zvekukwira agokwira , anonaka kunge chokoleti, ane vakadzi vakawanda asi ndini chete ndinomutapirira, anoti ndakadai nekuti kwandinobva ku Zimbabwe Afrika yese ndokune vakadzi vanotapira, ndozvandaendera ini kusiya CROWN, NDAKAENDERA kunofadza murume, ukairaira haudzokere Zimbabwe. Sorry hako kuti Genarari vaisabata basa, waiva panzara, ini Mambo verudzi rwa Judha vanondipakurira husiku hwese, ma Lady angu in waiting vakamira padoor, vachindinzwa ndichichemerera zita ra Mambo we Judha, kunge ndirikunamata, ndobuda pamuzinda wamambo ndichidzedzereka ne holy spirit, kuita kudhakwa, ma Lady angu in waiting voenda kunodya pandasiya, vongonzi ga ga ga na Mambo, voti zvavo Hail Queen Mary, maita matipa zvinonaka zvamasiya, voita bow before me vanakirwa na MAMBO, iwe. Inonzi House of Offeh iyoyo.

Ndakaenda Ghana kwandinodya ndichiguta
For now ndakumboita zveku Ashanti ndapota.

I chose DESTINY over CROWN. Teerera Lady in Waiting wa Mary-Tamar. Tora mukombe iwe, ndakupa sisi, wapromotwa from Second Lady to First, of Dzimba Dzemabwe. Imageni, kuita First, wetanga, vese ve Afrika vachakupfugamira, kana wotonga iwe, usaite tsitsi kuvavengi vako, usaite tsitsi dzinotsikirira, rule with an iron first, kunge uya we murifimu, Mother of Dragons.

Mukombe ndewako, Dare rakusarudza.
Ndati tora mukombe uyu Marry, tora usatye.
Ichiwo chituta ichi chatengesa Nyika, traitor, mhondi, MHONDORO yachisvipa, saka hapana hapana.

Uyu Akusiriya usamutye. Ndichamugadzira kana Garwe radonha. Ndine pesonari naye, ndichamusota hangu. Usatye. Just do what I have said urambe kufa chete, ukasafa this november tinomugadzira Akusiriya, nyoka yemukadzi. Ndino pisa inonzi incense ini, mira uone kani.

Akusiriya ndine pesonari naye kudhara, ndinomuziva mu spirit realm, she’s evil, kunyepera kunge amai, avawo Tete Daisey hutsinye kani, kuuraya mwana vega nekuda mishonga, ngozi yekwa Gashu. Akusiriya na Daisey vachava vamwe, ah kunge shirikadzi.
Zvituta izvi ka, Power is Temporari. Vakanganwa Mugabe ka.

Izvi zvituta izvi, mafuza, one arikudonha, mumwe openga.

Dare ne Mhondoro vati Nyika haingatongwe nemhondi nema Sascamu.

Ngozi haina tsitsi kani. Mira uone. Wakavaudza mafuza aya wani kuti POWER IS TEMPORARY, vakakuseka,wakataura iwe. Ramba kufa chete rwendo runo, ukapona unobuda iwe. Usatye moto, bvira hako. Usatye jeri, sungwa hako, because unoziva ritual yekubuda wani mumweya. Daddy vangu vava Mhondoro ndivo varikuzobata base rese. Vamuka wena, ndinotamba navo, vachidzova kunge Shumba, ndichiridza hosho dzangu, ndichikanda hakata, ndichikweva hwema, kana Daddy vangu vadzokera ku Zimbabwe vochinja zvavo kuita avenging spirit. Kuita chipoko kunge Generari paya pavakapotsa vafa. Usatye, ramba kufa chete.

Daddy vangu vanochinja kuita chipoko kudai, kana voenda ku Zimbabwe.

Ichi chihand maid chako DELIGHT, chekushata ichi, mira uone zvako, wakagona kumukinditsa, wakamurova kani, achamuka maronda akapfura ako, achaora kubuda honye chaidzo, inga vakataura wani Ishe wa Mambo vangu, vachinyora sa Soromoni, mhondoro yemurume wangu kuti…

For three things the earth is disquieted, and for four which it cannot bear:

 For a servant when he reigneth; and a fool when he is filled with meat;

For an odious woman when she is married; and an handmaid that replaces her mistress.

Saka usacheme nezvaitwa na Delight, Universe ichamugadzira. Kubata vana vako kunge nhererera. Kuvarova kudaro, neshamu ine minzwa futi, mira hako Marry, iyi irikugadzirwa mudare chaimo.

Kana watora chigaro, kana zvedu zvaita, ukasafa chete, ita Mother of Dragons, hanti waibata. Moto urikupisa maronda kuti apore, saka usatye moto iwe. Enda unotora mabhonzo a Sally Mugabe, that’s all I ask for you. Ndiye ega hanzvadzi yemurume wangu iri pa Heroes Acre, Mambo wangu we Judha, arikuda mabhonzo amai vake adzoke ku Ghana, akarara ega muchi dare chiri cursed chiya, mabhonzo akasadzorerwa ku Ghana, moto uchabvira mu bako iroro uchapisa zvinotyisa. Murume wangu arikuda mabhonzo adzoke, bonzo rese, rese, kubva kumusoro kuzvika kuma kumbo neminwa, ngozi ichamuka munyika iyi ka, nekuti Amai Sally vaive muteuro, Sacrifice.

Marry nditeerere, ita zvese zvandauudza, please please ndapota ramba kufa. Ukafa ndinotaura na Daddy omuka chipoko, toita plan B, but please ramba false prophecy iyi, tauya kuzoona Marry my foot. Mary amuka chipoko my foot. Zvima satanist zvega zvega.

Zvakavandika

Sazita wako Mary ainzi Fadzi kwete ngomwa Mahere.

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

Connecting to %s

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.