Ramba Kufa Marry, Ramba Kuita November Sacrifice Kunge Ginimbi: Chigaro CheZimbabwe Ndakupa

Kuna Marry Ndini ndaive mucritic wako mukuru, asi wakanyora yako tsamba paTwitter kunemadzimai ose emu UNIVERSE, nekuti madzimai enyika yepakati akurasa. Murume wangu muporofita akandiudza kuti mira, mira iwe, nyangwe dai aida kuuraya murume, iwe semurume haudai kumunhukadzi, mai vevana vako. Marry, handisi kunyora tsamba iyi saMary, ndirikunyora semwanasikana we MHONDORO. Wakanyora not long ago … Continue reading Ramba Kufa Marry, Ramba Kuita November Sacrifice Kunge Ginimbi: Chigaro CheZimbabwe Ndakupa

Kufa Kwa Never Gasho, Kumuka Kwe Ngozi Yake, Ne Mhondoro Yake Munyika YeZimbabwe

Musi we Savata, musi wa 13 November 2021, mwedzi wa MBUDZI, mwedzi unoyera munyika yepakati, kanyika kadiki diki, kanyika kanoera, kanyika kaye, kepakare paye, kanyika kendarama yakavaka JERUSALEMA, kanyika kaye kanonzi OPHIR , yowe, pakaitika chiitiko chinoshura chisati chaonekwa pasi rose. MHONDORO yeZimbabwe yakamuka, ikafamba ikafamba, ikaimba, ikaimba. Shumba yakamuka, ikafamba ikafamba, ikaimba, ikaimba. Asi … Continue reading Kufa Kwa Never Gasho, Kumuka Kwe Ngozi Yake, Ne Mhondoro Yake Munyika YeZimbabwe